The RooM Of Confessions

The RooM Of Confessions

Share

Confessions,Secrets and Entertainment

06/06/2026

Rest in Peace ๐Ÿ•Š๏ธ Mukoma Lincoln
Vafira ku Broadlands way in strand nomzamo akapfuurwa nรจ pfuti hapana anoziwa kuti why last night.
Let's pray for the family as they are going through this difficult time.

Photos from Crime Watch Zim's post 06/06/2026

Chimnhu chikuru kusanyara

Photos from The RooM Of Confessions's post 06/06/2026

๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”
Ladies tokumbirawo ane any info yemukomana uyo anonzi Tinotenda Muranda aigara nemwana wedu uyo anonzi Nokutenda Gotora awanikwa akafa akakandwa mumugodhi Ku epworth hatisi kunyatsoziva zvakaitika Mwana anonzi akashaika kubva Tue vabereki va Noku vanga vachigara Ku capetown vakazoziviswa kuti mwana hatisi kumuona ne Sat azowanikwa nhasi akafa anga anenhumbu she was due Saka Tino uyu atiza pakufungidzirwa kuti akamurova kusvika afa akazomukanda mumugodhi Ndinoti kwauri Noku usarare irwa neakakuuraya she was 15yrs old Tino taida kutora mwana wedu takakuudza kuti achiri mudiki tikuda kuti adzidze ukamutora zvenharo yamatanga ihombe iyi๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Cape Town?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Category

Telephone

Address


Cape Town