Prelyn Live.com

Prelyn Live.com

Share

Philanthropist, Advocating for the truth Positive vibes /Daily life /All inclusive/Motivational and Reality

19/03/2026

Nyaya yekunzi waba usina mmmmm mazino yakangooma ,handikangamwe rimwe gore ndanzi ndaba mazakwatira emari ,ndakapuhwa mari yetransport iwee ndikakwira combi kuenda kwaseke kuChitungwiza ,ndakaburuka pamakoni ,l bought myself freezit and maputi ndikatenga neemwana wandaive naye.Ndapinda munzira ndini uyo ndichingosvika pamusha ndakange ndakatogarirwa 😅😅 ndikutongosvika nekutang kunzi huya pano and they started searching my handbag ,hezvo ndatopinzwa mumba paya kunzi tione kubva mubhurukwa mukati mese hapana pakasara ,apa uchinyatsoziva kuti not a single day you have ever stolen and being an orphan nobody will be protecting you ,my then mom was the one who said l have stayed with this child not a single day has she ever stolen ,haaa monyeba imi zvikanzi ndiye chete anekwaaviga mari .lpapo iwewe naMwari ndimi munenge muchiziva chokwadi .I cried ndikati take me anywhere you believe vangaone kuti ndaba ,5 people agreed uyo tafamba kuenda kumapositori ,gegege seka hako ,muporofita akabva angoti miswai ikoko mwana wamauya naye murikumupomera nhema uyu haana kana cent raatora nyarai lol.Nyadzi dzinokunda rufu apa the humiliation and abuse l went through was uncalled for .Muti unotemwa haukangamwi chegore iroro zvanga zvakaoma .Baba veSadza would never steal a phone now after all these years Satan aripabasa .

Want your business to be the top-listed Media Company in Cape Town?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Category

Telephone

Website

Address


Cape Town