Patrick Dongo Sweet stories

Patrick Dongo Sweet stories

Share

Love is the bullet to kill those who are jealousy

16/04/2023

*GET CONNECTED.*

*OUR WORD OF GOD BY PASTOR DONGO.*πŸ™πŸΌπŸ™πŸΌπŸ™πŸΌπŸ§ŽπŸΌβ€β™‚οΈπŸ§ŽπŸΌβ€β™‚οΈπŸ§ŽπŸΌβ€β™‚οΈ

Zuva rakabva baba vangu ku Ukraine , vakasvika kutengera amai fridge newone vakato tanga vai tester ikoko kuma shops kuti yaishanda here . Baba vakango svika kuisa fridge mumba pasina kana kui connecter kumagetsi . Then vakabva vasiira amai mari yekuno tenga grocery ivo vachibva vadzokera zvavo mhiri. Amai pavakazo tenga nyama nezvimwe zvose zvokudya vakabva vatutira mu fridge ikabva yazara . Taka gara for 3 dayz , then ndipo patakazoona nhunzi dzave kupinda mumba dzichibva panze . Momz vakati nhunzi dzadaizvi ko chii ? Pakavano vhura vakarohwa moyo nehwema hwenyama yakanga yatoora zvayo . Amai vakango bata phone ndokutanga kutungirira mudhara kuti why wakandi vigira fridge isinga shande but baba vakango bvunza kuti wakai pluger kumagetsi here . Amai ndipo pavakazoona kuti fridge yainge isiri connected to electricity . Pavakazongo conbecter kudai , yakabva yatanga kutoti grrrrrr .

*PAT ANOREVEI KANA ACHIDAI?.*

Hama yangu , make sure kuti all what u are doing uri connected . Hazvina basa kuti unobvisa chipo che 40kUS every week but kana usina connection na Mwari mari iyoyo uriku rasa mutendi . Tsvaka connection ndiko kuti ugone kuona humamba hweku denga Cain killed Abel nekuti akaona kuti ainge arine connection na Mwari kupfuura iye . Mungava muwanano chaimo , connection ndiyo inotanga kozouya white wedding . Dzimba dzamazuva ano dziri kuputsika bcz hapana connection , munhu wako haana kukuda but akaku chiva so zvaaichiva zviya zvapera ndosaka ave kuku hurira . Pangava pabasa mudikanwi pauri , chingo namatira connection yako nemaboss ndokuti zvauri kubata zvioneke besides that unoshanda ukapera musana asi ivo pasina chisvinu chavari kuona pauri .Peter paaka famba pamusoro pemvura it doesnt mean kuti hed power over nature also but ainge arine connection na Jesu .Zuva ranhasi mutendi , in all what you are doing, iva connected first then wochizo enderera mberi .Wakambo zviona here kuti une ma relationship awaka but uchichema kuti but mhosva yangu inini ndeyei uye utori innocent but waingonzi hee uri kucheater heee wakazo dzima phone what what . Nooo hama painge pasiri pako . Painge pasina connection chete . Muzuva ranhasi pfugama kuna Mwari uti Baba ndakumbira connection yemweya inobva kudenga pamuranda rume / kadzi uyu kuti tigone kufamba tose panyama nepamweya .

Have a blessed SundayπŸ™πŸΌπŸ™πŸΌπŸ™πŸΌπŸ™πŸΌπŸ™πŸΌπŸ§ŽπŸΌβ€β™‚οΈπŸ§ŽπŸΌβ€β™‚οΈπŸ§ŽπŸΌβ€β™‚οΈπŸ§ŽπŸΌβ€β™‚οΈπŸ§ŽπŸΌβ€β™‚οΈπŸ§ŽπŸΌβ€β™‚οΈ

*Follow Pastor Dongo .*

16/04/2023

*KUSINA MAI HAKUENDWE.* DIASPORA.

*THE STORY WRITTEN BY THE ONLY BLACK MAN WHO DREAMS IN ENGLISH.*

Ini ndiri musikana ane 22 years Ndakati ndapedza chikoro ndiri kumba kuMasvingo apa hupenyu hukati hwaoma . Ndaka bata friend yangu Beauty aigara ku Cape Town ndikamu tsanangurira hupenyu hwangu kuti kuti hwainge hwaoma sei since vabereki vose vainge vaparara . Iye semunhu aibvawo muMasvongo makare nekuzivawo maomero ainge akaita life yangu, akangonditi aaa sisi Patricia regai ndiku tumirei mari muuye kuno mabasa ibvupfuwe anopera abiwa . Mari yakasendwa faster faster neMukuru ndikanoitora muMasvingo asi ndaka bhadharawo mumwe musikana kuti andi batsirewo kuita cash out becoz I'm ill-educated.Chifume chazuva raitevera ndakazo kwira bus ndaka nanga RSA Cape Town . Ndichisvika ndaka tambirwa nemufaro mufunge zvenyu hama dzino dikanwa but not knowing kuti basa raizova rechii . Ndazorora 2 dayz ndakaona ndakupiwa zvekuita make up na Beauty . Ndakangonzi ," sisi Pat gezai muite make up nhasi kubasa." Ndakafara sei kuti kuno shanda mu office here. Ndaka geza geza ndigo pfeka rokwe rangu , ndinzwe aaa nooo haupfeki senge munhu arikuenda kuno kohwa minzwaka kkkkk , aaa aya magemenzi aya pfekai izvi zvino nyatso buditsa zvamuri kk. Ndione ndapihwa mini but choice ndainge ndisina nekuti paku tangira ndainge ndisina .Ndakangonzi nhasi muri kutanga night shift. Ndaka pfeka, tapedza ndinzwe aaa tikupinda na18:00. Kutaura chokwadi ndakanzwa kunyara nema pfekero andainge ndakaita nekuti ndaiti kukotama kudai hotera yose yaisara pachena . Apa ondirambidza kupfeka tight futi ummmm . Takazoti tasvika mu town ndione ndakunzi sisi Pat tasvika pa basa apa pa road pairehwa, now imi muchamira apa , kana mota ikauya muno mhanya mononzwa kuti arikudei short time or full time , ko ini ndaimbo ziva kuti ndainge ndato pinzwa muchihure here? Moto ngwara ngwara, mukasadaro munodzokera kumusha . Ummmm ipapo ndakaona nyika iri kutenderera shuwa uye ndipo pandakazo ziva kuti ndainge ndato joiner Mjolo company . Pasina chinguva pakauya vamwe baba nezi Jeep , ndinzwe vave kuto bvunza imarii short time but mari hake Beauty ainge atondiudza ma prices . Ndaka kwira Jeep iye , to be honest yaiva first time yangu kurara nemurume , ndokuenda kumba kwake . Tichisvika kuye murume uye akashamiswa kuona chipfuva changu chakacha mira . I was still a girl and sealed . Akatanga kundi bata bata ini ipapo ndipo pandakanzwa ropa rangu kuti nyau nyau nyakata . Ndaka tanga kuno....

Follow Patrick for more info😭😭😭😭

28/05/2022

Mukoma nyaya yandinayo kunonoka kunyora kudai marwadzo ndichaiita zvidimbu dimbu bcse ykakura pamwe ndingasununguka.. Ndiisireivo kudare. Mkadii zvenyu hama neshamwari kunyora kudai marwadzo ndine makore 33 nyaya yangu yokutanga ndakazvarwa ndini last born baba vangu vashaya ndikakupa hapana Akandiudza kuti baba vakashaya kusvika ndazosvika form 3 ndipo Pandakazoudzw mushure me kunge baba vangu vachigadzirwa guva ravo chakaipa kuti ndisazviona ndechekuti Mukoma wababa vangu aiiti chengeta zvokuti handaitomboona gap rekushaya baba . to mke nyaya short.. Ndazoti kurei ndakatanga kuvengwandikati kusanzwisisana namai nokuti Amai vakange vakuti mukoma wababa vangu ndiye akauraya baba vangu saka ini semunhu ane bond nababa handina kuzvinzwisisa ndaigovada nyaya .. Zvicinei nekuzokuravo ndakazogonzwa kuti baba ava zvesure ndivo vaive vapenza nzinza nehurombwa.. Kwaive kugonzwa.. Saka namai nanhasi uno ndinorwadziwa Amai vangu vanekakusarudza handichazivi kuti inyaya iyoyo hre or not.... Nokuti baba ava hazvina kupera ndaigovabata sababa vakazoshaya zvavo.. Saka mubvunzo wangu dare ndaifanira kudii ko munogozivavo munhu kuchengeta zvinorema thou zvavo vange vachinzi vakauraya baba vangu so kutaura kwaamai.. Ndovakumbira hre Amai ruregerero kuti vandide nokuti ini ndaitovamhorosa kana kuvatsvaga chero vauya nanhasi bond namai nenhau iyoyo hapana.. Yes handingati hangu havandidi but pane question mark kubva ndichikura...

Want your university to be the top-listed University in Rustenburg?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Telephone

Website

Address


Napoleon
Rustenburg