chipinge_trends
For all local news updates and Trends from around Chipinge District and the world
18/11/2023
Ward 1 urban tarasikirwa nemwanasikana ane 4yrs ,Mai vacho vaendeswa Mtare general hosp,hanzvadzi yamai vacho achiri muchipatara medu umu asi zvirunzi angangoendeswa zvakare kwaMtare. Chaitika zvinonzi mai vemwana afa vakange varambana nababa vacho bt baba vacho vaisada kuti muskana uyu adanane neumwe munhu asi iye akatoroora hake after vasiyana .Saka mskana anga ave nemkomama waaive odater zvakabhowa baba vechimwana. So hanzi vaimbopota vachiuya manheru vachipopota kusvika nmanheru atabva aya azouya nepetrol ndokudurura pamusiwo ichierera Mumba of which msikana nemwana wake ndipo paairara. Azongobatidza ndokutanga kubvira vanhu Vaya. Hanzvadzi yake ndokuzomukawo yanzwa mhere ndoyazotsvawo ichida kuedza kubatsira taita nechizukuru.azobuda nepamsoro pemba achidaidzira pazouyawo maneighbours mwana atofirapo , tochingoti dai Mwari aita nyasha vasara vararame
0773022485 Linda manjengwa, Ecocash number dza Mai va Nothando Beto kune vanokwanisa kubatsira nema Contribution kuti arapwe fast. Kutangirawo pa Dollar zvichikwira.. Mwari vakuwanirei nyasha kune vachabatsira. Vanenge vaisa mokanda Screenshot tizive patave
19/08/2023
What she wants 😂 What you have
19/08/2023
In my town. You don't get a relationship. You get a turn
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
14/08/2023
How y’all and your boyfriends be lookin
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Telephone
Website
Address
Chipinge