Prophet Try Immanuel

Prophet Try Immanuel

Share

The Apostle of results , prophet of solutions , mightily graced in the prophetic healing and deliverance. wa.me/263771922995

10/06/2026

Ngatingoudzanai chokwadi 👇😂

10/06/2026

NDIANI ARIKUTI PROPHET KUMUSHA KWEDU KUNENYAYA DZINODA TISVIKEKO NEMI NAMWARI WENYU

Ndanzi NaJehovah go with them to their villages
Vamwe go destroy whats holding them back
Vamwe Dambura tambo dzavakasungirwa nadzo pamusha

Vamwe pwanya hari dzine mazita evana vese vemhuri

Vamwe tema muti wakadyarwa unodiridzwa neropa revana

Vamwe uraya muroyi anetsa zvese nenyoka nezvikwambo zvake

MANY SHALL TESTIFY THIS WEEK , UCHITOZIVA HAKO KUTI KWEDU MAHWANI PANYAYA IDZI YOUR TIME TO BE DELIVERED HAS COME ….. baya whatsapp wongoti prophet let’s go to my village

https://wa.me/message/SXYHOYDVMW6WK1

09/06/2026

KUROTA HAMA DZAKO DZAKAFA IS ONE OF THE MOST VERY DANGEROUS DREAMS YOU MUST NOT TAKE FOR GRANTED

KAZHINJI MWEYA yakatsvagwa nemadzi tateguru nemadzibaba inouya kuzonyengera vazhinji kuhope ichishandisa hama dzakafa.

Kazhinji vanhu vanofunga ndidzo asi vazhinji vanotogamuchira spirit of death , phisical chaiyo, death in business, death in marriage, death in finances vakangorota hama dzakafa zvinhu zvinooma.

NHASI PROPHET TAKURA IMMANUEL GAADZIKWA VARIKUBATSIRA NEKUSHANDIRA VANOSANGANA NE HOPE IDZI UYE VASHUPIKA NEHUPENYU .

VABATE NOW VARI ONLINE https://wa.me/message/SXYHOYDVMW6WK1

Want your place of worship to be the top-listed Place Of Worship in Harare?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Telephone

Website

Address


Harare